John 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati awana mŋana wemboŋgoro, akagara pamsoro payo, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati awana mwana wembongoro, akagara pamusoro pake, sezvazvakanyorwa zvichinzi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akawona chigondora chedhongi akachitasva sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati awana mwana wembongoro, akagara pamusoro payo, sezvazvakanyorwa, zvichinzi,
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati awana dhongwana, akagara pamusoro paro, sezvazvakanyorwa, \add zvichinzi\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati awana mwana wembongoro, akagara pamusoro payo, sezvazvakanyorwa, zvichinzi,