John 12:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ʋazhinji ʋakamuciŋgamidza ʋo, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa, kuti wakaita ciratidzo iceco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji, vakabuda kundosangana naye nokuda kwokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakaendera chikwata ichocho kundomuchingura, ndechokuti vakanga vanzwa kuti akanga aita chiratidzo ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka vazhinji vakamuchingamidzawo, nokuti vakanga vanzwa, kuti akaita chiratidzo ichocho.
Shona 2009?
Saka chaunga chakamuchingamidzavo, nokuti vakanga vanzwa kuti wakaita chishamiso ichochi.
Shona SUB 2002 Bible
Saka vazhinji vakamuchingamidzawo, nokuti vakanga vanzwa, kuti akaita chiratidzo ichocho.