John 12:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaFarise ʋakataurirana, ʋaciti: Munoʋona henyu kuti hamugoni cinhu; tarirai, nyika yose yamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaFarisi vakataurirana vakati, “Onai, hakuna kwatinosvika nazvo izvi. Tarirai kuti nyika inoenda sei kwaari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei vakataurirana kuti, “Chitarisaika muone. Hapana chamunombogona kuita. Onai nyika yotomutevera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaFarisi vakataurirana, vachiti, “Munoona henyu kuti hamugoni chinhu; tarirai, nyika yose yamutevera.”
Shona 2009?
Naizvozvo vaFarisi vakataurirana, \add vachiti\add*: Munovona henyu kuti hamubatsiri chinhu; tarirai nyika inomutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo VaFarisi vakataurirana, vachiti, “Munoona henyu kuti hamugoni chinhu; tarirai, nyika yose yamutevera.”