John 12:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo ʋakaʋuya kunaFiripo weBetsaida reGarirea, ʋakakumbira kwaari, ʋaciti: Ishe, tinoɗa kuʋona Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakauya kuna Firipi, uyo akanga achibva kuBhetisaidha muGarirea, vaine chikumbiro. Vakati, “Ishe, tinoda kuona Jesu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava vakaenda kuna Firipi aibva kuBhetisaidha muGarirea vakati kwaari, “Changamire tinodawo kuona Jesu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vakauya kuna Firipi weBhetisaidha reGariria, vakakumbira kwaari, vachiti, “Ishe, tinoda kuona Jesu.”
Shona 2009?
ndivo vakavuya kunaFiripi weBhetisaidha reGariri, vakamukumbira, vachiti: Ishe, tinoda kuvona Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
ivo vakauya kuna Firipi weBhetisaidha reGareriya, vakakumbira kwaari, vachiti, “Ishe, tinoda kuona Jesu.”