John 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akaʋapindura, akati: Ŋguʋa yaȿika, kuti Mŋanakomana womunhu akudzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Nguva yasvika yokuti mwanakomana woMunhu akudzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe.
Shona 2009?
Jesu akavapindura akati: Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu akudzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe.