John 12:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati: Inzwi iri harina‐kuʋuya nokuɗa kwaŋgu, asi nokuɗa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Inzwi iri harina kuuya nokuda kwangu, asi nokuda kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akapindura achiti, “Izwi iri rauyira imi kwete ini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati, “Izwi iri harina kuuya nokuda kwangu asi nokuda kwenyu.
Shona 2009?
Jesu akapindura akati: Inzwi iri harina kuvuya nokuda kwangu, asi nokuda kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati, “Izwi iri harina kuuya nokuda kwangu asi nokuda kwenyu.