John 12:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kutoŋgwa kwenyika ino kwaʋa’po, ɀino mucinda wenyika ino ucadziŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kutongwa kwenyika ino kwavapo, zvino muchinda wenyika ino achadzingwa.
Shona 2009?
Zvino ndiko kutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino uchadzingirwa panze.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kutongwa kwenyika ino kwavapo, zvino muchinda wenyika ino achadzingwa.