John 12:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndicakweʋera ʋose kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini, pandinenge ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iniwo kana ndarembedzwa pamusoro payo nyika, ndichakwezvera vanhu vose kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndichakwevera vose kwandiri.”
Shona 2009?
Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndichakwevera vose kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndichakwevera vose kwandiri.”