John 12:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucineciedza, tendai kuciedza, mugoitwa ʋana ʋeciedza. Jesu wakareʋa iɀoɀi, akabva, akaɀiʋanza kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vimbai nechiedza muchinacho, kuti mugova vanakomana vechiedza.” Akati apedza kutaura zvinhu izvi, Jesu akabvapo akazvivanza kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muchine chiedza, tendai kuchiedza, mugoitwa vana vechiedza.” Jesu akareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari.
Shona 2009?
Muchine chiedza, tendai kuchiedza, muve vana vechiedza. Jesu wakareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
“Muchine chiedza, tendai kuchiedza, mugoitwa vana vechiedza.” Jesu akareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari.