John 12:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kunyaŋge akaŋga aita ɀiratidzo ɀizhinji ɀakaɗaro pamberi paʋo, haʋana‐kutenda kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvazvo Jesu akaita zviratidzo zvose izvi pamberi pavo, havana kutongomutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kunyange akanga aita zviratidzo zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari;
Shona 2009?
Asi kunyange akanga aita zvishamiso zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kunyangwe akanga aita zviratidzo zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari;