John 12:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti shoko romuprofita Isaya riitike, raakareʋa, aciti: Ishe, ndianiko wakatenda caʋakanzwa kwatiri? Noruʋoko rwaShe rwakaratidzwa kunaniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku kwaiva kuzadziswa kweshoko raIsaya muprofita raakareva achiti: “Ishe, ndianiko akatenda shoko redu, uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaitika kuti zvakataurwa nomuporofita Isaya zvizadziswe zvokuti, “Tenzi ndiani akatenda zvatakataura simba raMwari rakaratidzwa kunaani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti shoko romuporofita Isaya riitike, raakareva, achiti, “Ishe, ndianiko akatenda chavakanzwa kwatiri? Noruoko rwaIshe rwakaratidzwa kuna aniko?”
Shona 2009?
kuti shoko raIsaya muporofita riitike, raakareva, \add achiti\add*: Ishe, ndianiko wakatenda zvatakaparidza? Noruvoko rwaShe rwakaratidzwa kunaniko?
Shona SUB 2002 Bible
kuti shoko romuporofita Isaya riitike, raakareva, achiti, “Ishe, ndianiko akatenda chavakanzwa kwatiri? Noruoko rwaIshe rwakaratidzwa kuna aniko?”