John 12:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kutenda, nokuti Isaya wakati ɀe:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvo havana kugona kutenda nokuti, pane imwe nzvimbo, Isaya anoti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo havana kugona kutenda nokuti Isaya anotizve,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka vakanga vasingagoni kutenda, nokuti Isaya akatizve,
Shona 2009?
Naizvozvo vakanga vasingagoni kutenda, nokuti Isaya wakatizve:
Shona SUB 2002 Bible
Saka vakanga vasingagoni kutenda, nokuti Isaya akatizve,