John 12:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaya wakareʋa iɀoɀi, nokuti wakaʋona kubginya kwake; akamureʋa iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaya akataura izvi nokuti akaona kubwinya kwaJesu uye akataura nezvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya akataura izvi nokuti akaona mbiri yake akataura nezvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaya akareva izvozvi, nokuti akaona kubwinya kwake; akamureva iye.
Shona 2009?
Isaya wakareva zvinhu izvozvi, paakavona kubwinya kwake, akamureva iye.
Shona SUB 2002 Bible
Isaya akareva izvozvi, nokuti akaona kubwinya kwake; akamureva iye.