John 12:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋakaŋga ʋaciɗa kukudzwa naʋanhu kupfuʋura kukudzwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vaida kukudzwa kunobva kuvanhu kupfuura kukudzwa kunobva kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho chaiva chokuti vaida kurumbidzwa navanhu kupinda kurumbidzwa naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakanga vachida kukudzwa navanhu kupfuura kukudzwa naMwari.
Shona 2009?
nokuti vakanga vachida kukudza kwavanhu kupfuvura kukudza kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vakanga vachida kukudzwa navanhu kupfuura kukudzwa naMwari.