John 12:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akaɗana, akati: Unotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kunowakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akadanidzira akati, “Munhu anenge achitenda kwandiri, haatendi kwandiri bedzi, asiwo nokuna iye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akadaidzira achiti, “Anodavira mandiri haadaviri mandiri asi muna iye akandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akadana, akati, “Anotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kune akandituma.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakadanidzira akati: Unotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kunowakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akadana, akati, “Anotenda kwandiri, haatendi kwandiri, asi kune akandituma.