John 12:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unondiʋona, unoʋona wakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paanonditarisa, anoona iye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyo anondiona anoona iye akandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anondiona, anoona akandituma.
Shona 2009?
Unondivona, unovona wakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Anondiona, anoona akandituma.