John 12:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndakaʋuya munyika, ndiri ciedza, kuti aninani unotenda kwandiri arege kugara murima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakauya panyika sechiedza, kuti kurege kuva nomunhu anotenda mandiri angagara murima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima.
Shona 2009?
Ini ndakavuya ndiri chiedza panyika, kuti aninani unotenda kwandiri arege kugara murima.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima.