John 12:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu acinzwa mashoko aŋgu, akasaaceŋgeta, handimutoŋgi ini, nokuti handina‐kuʋuya kuzotoŋga nyika, asi kuti ndiponese nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana pane munhu zvake anonzwa mashoko angu, asi akasaachengeta, ini handimutongi. Nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoiponesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achinzwa mashoko angu, akasaachengeta, handimutongi ini, nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuti ndiponese nyika.
Shona 2009?
Zvino kana aninani achinzwa mashoko angu, akasatenda, handimutongi ini; nokuti handina kuvuya kuzotonga nyika, asi kuzoponesa nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achinzwa mashoko angu, akasaachengeta, handimutongi ini, nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuti ndiponese nyika.