John 12:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafuta awa akaregereiko kuteŋgeswa namadenari mazana matatu, akapiwa ʋarombo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Seiko mafuta aya asina kutengeswa uye mari yacho ikapiwa kuvarombo? Anga achikwana mubayiro wegore rose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mafuta aya aregerereiko kutengeswa nemari yesirivha yedhenariusi inoita mazana matatu yapihwa kuvarombo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mafuta awa akaregereiko kutengeswa namadhenari mazana matatu, akapiwa varombo?”
Shona 2009?
Mafuta awa aregereiko kutengeswa namadhenari* mazana matatu, akapiwa varombo?
Shona SUB 2002 Bible
“Mafuta awa akaregereiko kutengeswa namadhinari mazana matatu, akapiwa varombo?”