John 12:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa kuti murairo waʋo ndibgo ʋupenyu bgusiŋgaperi; naiɀoɀi ɀandinotaura, ndinotaura seɀandakaʋudzwa naƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti murayiro wavo unotungamirira kuupenyu husingaperi. Saka zvose zvandinoreva ndizvo chaizvo zvandakanzi nditaure naBaba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinozivawo kuti mutemo wavo ndiwo upenyu husingaperi, saka zvandinotaura, ndinotaura sokuudzwa kwandakaitwa naBaba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva kuti murayiro wavo ndihwo upenyu husingaperi; naizvozvi zvandinotaura, ndinotaura sezvandakaudzwa nababa.”
Shona 2009?
Uye ndinoziva kuti murairo wavo upenyu bwusingaperi; naizvozvo zvose zvandinotaura, ndinotaura sezvandakavudzwa naBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva kuti murairo wavo ndihwo upenyu husingaperi; naizvozvi zvandinotaura, ndinotaura sezvandakaudzwa naBaba.”