John 12:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jesu wakati: Muregei, aɀiceŋgetere zuʋa rokuʋigwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Muregei akadaro. Zvakanga zvakagadzirirwa kuti iye achengetere mafuta aya zuva rokuvigwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati, “Muregei henyu, dai anga atoachengetera zvake zuva rokuvigwa kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu akati, “Muregei, azvichengetere zuva rokuvigwa kwangu.
Shona 2009?
Asi Jesu wakati: Muregei akadaro; wazviitira kuvigwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jesu akati, “Muregei, azvichengetere zuva rokuvigwa kwangu.