John 13:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga aciziʋa uyo waizomupandukira, saka akati: Hamuna‐kunaka mose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti aiziva kuti ndiani aizomupandukira, ndokusaka akati, havasi vose vakanga vakachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.”
Shona 2009?
Nokuti wakanga achiziva uyo waizomutengesa, naizvozvo wakati: Hamuna kuchena mose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.”