John 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati ashambidza tsoka dzaʋo, akatora ŋguʋo dzake, akagara ɀe, akati kwaʋari: Munoziʋa ɀandakakuitirai here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati apedza kushambidza tsoka dzavo, akapfeka nguo dzake akadzokera panzvimbo yake. Akavabvunza akati, “Munonzwisisa here zvandaita kwamuri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapedza kuvashambidza tsoka dzavo akapfeka gemenzi rake riya akagara panzvimbo yake akavati: “Munoziva here zvandaita kwamuri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati ashambidza tsoka dzavo, akatora nguo dzake, akagarazve, akati kwavari, “Munoziva zvandakakuitirai here?
Shona 2009?
Zvino wakati ashambidza tsoka dzavo, akatora nguvo dzake, agarazve pasi, akati kwavari: Munoziva zvandakuitirai here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati ashambidza tsoka dzavo, akatora nguo dzake, akagarazve, akati kwavari, “Munoziva zvandakakuitirai here?