John 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemi ʋo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana ini, Ishe wenyu noMudzidzisi wenyu, ndashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana ini Tenzi nomudzidzisi wenyu ndakushambidzai tsoka kudai, imi munofanira kushambidzanawo tsoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu.
Shona 2009?
Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndashambidza tsoka dzenyu, nemwivo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana ini, Ishe noMudzidzisi, ndakashambidza tsoka dzenyu, nemiwo munofanira kushambidzana tsoka dzenyu.