John 13:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva ɀino ndinokuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti kana ɀiciitwa, mugotenda kuti ndini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndiri kukuudzai iye zvino zvisati zvaitika, kuitira kuti pazvinoitika mugozotenda kuti ndini Iye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini.
Shona 2009?
Kubva zvino ndinokuvudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitika, mugotenda kuti ndini.
Shona SUB 2002 Bible
Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini.