John 13:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simoni Petro akamuninira, akati kwaari: Ti ʋudzei kuti ndianiko waanoreʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simoni Petro akaninira kumudzidzi uyu akati, “Vabvunzei kuti vanoreva ani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simoni Petirosi akamuninira, akati kwaari, “Tiudzei kuti ndianiko waanoreva.”
Shona 2009?
Simoni Petro akamuninira, kuti abvunze kuti ndianiko waanoreva.
Shona SUB 2002 Bible
Simoni Petirosi akamuninira, akati kwaari, “Tiudzei kuti ndianiko waanoreva.”