John 13:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kwakaŋga kusinomumŋe kunaʋakaŋga ʋagere naye pakudya, wakaziʋa kuti wakareʋerei iɀoɀi kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi hapana munhu akanga ari pakudya akanzwisisa kuti sei Jesu akanga ataura izvozvo kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vaiva pakudya hapana akaziva kuti akataurirei izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kwakanga kusina mumwe kuna vakanga vagere naye pakudya, akaziva kuti akareverei izvozvi kwaari.
Shona 2009?
Asi hakuna kuna vakanga vagere pakudya, wakaziva kuti wakareverei izvozvi kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kwakanga kusina mumwe kuna vakanga vagere naye pakudya, akaziva kuti akareverei izvozvi kwaari.