John 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu aciziʋa kuti Ƃaɓa ʋakamupa ɀinhu ɀose mumaʋoko ake, ʋuye kuti wakabva kunaMŋari, ʋuye kuti unoenda kunaMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akanga achiziva kuti Baba vakanga vaisa zvinhu zvose pasi pesimba rake, uye kuti akanga abva kuna Mwari uye kuti aidzokerazve kuna Mwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu aizviziva kuti Baba vakanga vaisa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari uyezve kuti akanga avakudzokera kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu achiziva kuti baba vakamupa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari, uye kuti anoenda kuna Mwari;
Shona 2009?
Jesu achiziva kuti Baba vakapa zvinhu zvose mumavoko ake, uye kuti wakabva kuna Mwari uye kuti anoenda kunaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Jesu achiziva kuti Baba vakamupa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari, uye kuti anoenda kuna Mwari;