John 13:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati agamucira cimeɗu, akaɓuɗa pakarepo; bgakaŋga bguri ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judhasi akati achangodya chingwa, akabuda panze uye hwaiva usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakangogamuchira musuva uya akabva abuda pakarepo. Hwakanga hwava husiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati agamuchira chimedu, akabuda pakarepo; hwakanga huri usiku.
Shona 2009?
Iye akati agamuchira chimedu, akabuda pakarepo; bwakanga bwuri vusiku.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati agamuchira chimedu, akabuda pakarepo; hwakanga huri usiku.