John 13:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aɓuɗa, Jesu akati: Ɀino Mŋanakomana womunhu wakudzwa, naMŋari wakudzwa maari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aenda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana woMunhu akudzwa uye Mwari akudzwa maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari;
Shona 2009?
Zvino wakati abuda Jesu akati: Zvino Mwanakomana womunhu wakudzwa, naMwari wakudzwa maari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari;