John 13:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana Mwari akudzwa maari, Mwari achakudza Mwanakomana maari uye achamukudza pakarepo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo.
Shona 2009?
kana Mwari akudzwa maari, Mwari uchamukudzavo maari, uchamukudza pakarepo.
Shona SUB 2002 Bible
kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo.