John 13:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋacaziʋa naiɀoɀi kuti muri ʋadzidzi ʋaŋgu, kana munoruɗo pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvo, vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana mune rudo pakati penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vanhu vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muchidanana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vachaziva naizvozvi kuti muri vadzidzi vangu, kana muno rudo pakati penyu.”
Shona 2009?
Nokuda kwaizvozvo vachaziva kuti muri vadzidzi vangu, kana munorudo mumwe kunomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vachaziva naizvozvi kuti muri vadzidzi vangu, kana muno rudo pakati penyu.”