John 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akasimuka pakurayira, akabvisa ŋguʋo dzake, akatora muceka, akaɀisuŋga ciʋuno.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saka akasimuka pakudya, akabvisa nguo yake yokunze, uye akamonera tauro muchiuno chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo akasimuka pakudya akabvisa hanzu yake yepamusoro ndokumonera tauro muchiuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasimuka pakurayira, akabvisa nguo dzake, akatora mucheka, akazvisunga chiuno.
Shona 2009?
akasimuka pakurayira, akabvisa nguvo \add dzake\add*, akatora tauro akazvisunga chivuno.
Shona SUB 2002 Bible
akasimuka pakurayira, akabvisa nguo dzake, akatora mucheka, akazvisunga chiuno.