John 13:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simoni Petro akati kwaari: Dzirege kuʋa tsoka dzaŋgu dzoga, asi maʋoko aŋgu nomusoro waŋgu ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Simoni Petro akati, “Ishe, ngadzirege kuva tsoka dzangu bedzi asi maoko angu nomusoro wanguwo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simoni Petirosi akati kwaari, “Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi maoko angu nomusoro wanguo.”
Shona 2009?
Simoni Petro akati kwaari: Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi mavoko nomusorovo.
Shona SUB 2002 Bible
Simoni Petirosi akati kwaari, “Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi maoko angu nomusoro wanguo.”