John 14:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo yenyu irege kumanikidzwa; tendai kunaMŋari, mutende ʋo kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwoyo yenyu ngairege kutambudzika. Tendai kuna Mwari; mutendewo kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwoyo yenyu ngairenge kutambudzika tendai muna Mwari mutendewo mandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwoyo yenyu irege kumanikidzwa; tendai kuna Mwari, mutendewo kwandiri.
Shona 2009?
Moyo yenyu irege kutambudzika; imwi munotenda kunaMwari, mutendevo kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
“Mwoyo yenyu irege kumanikidzwa; tendai kuna Mwari, mutendewo kwandiri.