John 14:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nditendei kuti ndiri munaƂaɓa, naƂaɓa ʋari mandiri; kana kusi kuɗaro, nditendei nokuɗa kwamaɓasa amene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nditendei pandinenge ndichiti, ini ndiri muna Baba uye Baba vari mandiri; kana kuti mutende zviratidzo zvamunoona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditendei kuti ini ndiri muna Baba uye kuti Baba vari mandiri kana kuti nditendei nokuda kwamabasa pachawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nditendei kuti ndiri munababa, nababa vari mandiri; kana kusi kudaro, nditendei nokuda kwamabasa amene.
Shona 2009?
Nditendei kuti ini \add ndiri\add* munaBaba, naBaba \add vari\add* mandiri; kana zvimwe nditendei nokuda kwamabasa amene.
Shona SUB 2002 Bible
Nditendei kuti ndiri muna Baba, naBaba vari mandiri; kana kusi kudaro, nditendei nokuda kwamabasa amene.