John 14:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cipi necipi camunokumbira muzita raŋgu, ndicaciita, kuti Ƃaɓa ʋakudzwe muMŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti baba vakudzwe muMwanakomana.
Shona 2009?
Uye chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti Baba vakudzwe muMwanakomana.