John 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kucineŋguʋa ɗuku, nyika haicazondiʋoni; asi imi munondiʋona, nokuti ini ndiri mupenyu, nemi ʋo mucaʋa ʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinguva chiduku nyika haichazondionizve, asi imi muchandiona. Nokuti ndiri mupenyu, nemiwo muchava vapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwasara chinguvana chiduku, pasi hapazondiona. Asi imi muchandiona zvenyu pamusana pokuti ini ndiri mupenyu imiwo muchava vapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kuchine nguva duku, nyika haichazondioni; asi imi munondiona, nokuti ini ndiri mupenyu, nemiwo muchava vapenyu.
Shona 2009?
Asi kwechinguvana, nyika haichazondivoni; asi imwi munondivona, nokuti ini ndiri mupenyu, nemwivo muchava vapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Kuchine nguva duku, nyika haichazondioni; asi imi munondiona, nokuti ini ndiri mupenyu, nemiwo muchava vapenyu.