John 14:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndaenda kundokugadzirirai pokugara, ndinozoʋuya ɀe, ndikugamucirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemi mugoʋa’po ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana ndikaenda kundokugadzirirai nzvimbo, ndichadzoka ndozokutorai kuti muve neni, kuti nemiwo mugova kwandinenge ndiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndandokugadzirirai pokugara ndichauyazve ndozokutorai kuti kwandichange ndiri, imi muvekowo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ndaenda kundokugadzirirai pokugara, ndinozouyazve, ndikugamuchirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemi mugovapowo.
Shona 2009?
Kana ndikaenda kundokugadzirirai nzvimbo, ndichavuyazve ndikugamuchirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemwi muvepovo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ndaenda kundokugadzirirai pokugara, ndinozouyazve, ndikugamuchirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemi mugovapowo.