John 14:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handicazotauri ɀizhinji nemi, nokuti mucinda wenyika unoʋuya; asi haanecinhu kwandiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handichazotauri nemi kwenguva refu, nokuti muchinda wenyika ino ari kuuya. Haana chinhu pandiri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handichazotauri zvizhinji nemi, nokuti muchinda wenyika anouya; asi haana chinhu kwandiri;
Shona 2009?
Kubva zvino handichazotauri zvizhinji nemwi, nokuti muchinda wenyika ino unovuya; asi haanechinhu kwandiri;
Shona SUB 2002 Bible
Handichazotauri zvizhinji nemi, nokuti muchinda wenyika anouya; asi haana chinhu kwandiri;