John 14:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi iɀi ɀinoitika kuti nyika iziʋe kuti ndinoɗa Ƃaɓa, ʋuye kuti seɀandakarairwa naƂaɓa, ndiɀo ɀandinoita. Simukai, ŋgatibve pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi nyika inofanira kudzidza kuti ndinoda Baba uye kuti ndinoita chaizvo zvandinenge ndarayirwa naBaba vangu. “Uyai zvino; ngatibvei pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi izvi zvinoitika kuti nyika izive kuti ndinoda baba, uye kuti sezvandakarairwa nababa, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano.
Shona 2009?
asi kuti nyika izive kuti ndinoda Baba, uye kuti Baba sezvavakandiraira, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano.
Shona SUB 2002 Bible
asi izvi zvinoitika kuti nyika izive kuti ndinoda Baba, uye kuti sezvandakarairwa naBaba, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano.