John 14:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tomasi akati kwaari: Ishe, hatiziʋi pamunoenda; nzira tiŋgaiziʋa seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tomasi akati kwaari, “Ishe hatizivi kwamuri kuenda, saka nzira yacho tingaiziva seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tomasi akati kwaari, “Tenzi hatizivi kwamuri kuenda tingazive sei nzira yoko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tomasi akati kwaari, “Ishe, hatizivi pamunoenda; nzira tingaiziva seiko?”
Shona 2009?
Tomasi akati kwaari: Ishe, hatizivi pamunoenda; ko nzira tingaiziva seiko?
Shona SUB 2002 Bible
Tomasi akati kwaari, “Ishe, hatizivi pamunoenda; nzira tingaiziva seiko?”