John 15:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iɀi ɀose ʋacakuitirai nokuɗa kwezita raŋgu, nokuti haʋaziʋi wakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakubatai nenzira iyi nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi Iye akandituma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma.
Shona 2009?
Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havamuzivi iye wakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma.