John 15:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀakaitwa, kuti shoko rakanyorwa pamurairo waʋo, riitike, rinoti: Ʋakandiʋeŋga ndisinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi uku ndiko kuzadziswa kwezvakanyorwa muMurayiro wavo zvinoti: ‘Vakandivenga ndisina mhosva.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi zvakaitwa, kuti shoko rakanyorwa mumurayiro wavo, riitike, rinoti, ‘Vakandivenga ndisina mhosva.’
Shona 2009?
Asi zvakaitwa, kuti shoko rizadzisike rakanyorwa pamurairo wavo, \add rinoti\add*: Vakandivenga ndisinemhosva.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi zvakaitwa, kuti shoko rakanyorwa mumurairo wavo, riitike, rinoti, ‘Vakandivenga ndisina mhosva.’