John 15:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Munyaradzi aʋuya, wandicatuma kwamuri, acibva kunaƂaɓa, iye Mŋeya waɀokwaɗi, unoɓuɗa kunaƂaɓa, ucandipupurira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana Munyaradzi asvika, iye wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi anobuda achibva kuna Baba, achapupura nezvangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mubatsiri kana auya, wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba iyeyo Mweya Wechokwadi anobva muna Baba; iye achandipupurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana Munyaradzi auya, wandichatuma kwamuri, achibva kuna baba, iye Mweya wechokwadi, anobuda kuna baba, achandipupurira.
Shona 2009?
Asi kana Munyaradzi avuya, wandichatuma kwamuri achibva kunaBaba, Mweya wechokwadi, unobuda kunaBaba, uchandipupurira.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana Munyaradzi auya, wandichatuma kwamuri, achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi, anobuda kuna Baba, achandipupurira.