John 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemi ʋo pupurai, nokuti maiʋa neni kubva pakutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nemiwo munofanira kupupura, nokuti makanga muneni kubva pakutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana imiwo muri zvapupu nokuti makanga muineni kubvira pakutanga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemiwo pupurai, nokuti maiva neni kubva pakutanga.
Shona 2009?
Nemwivo muchapupura, nokuti maiva neni kubva pakutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Nemiwo pupurai, nokuti maiva neni kubva pakutanga.