John 15:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa seɀaʋakandiɗa, neni ndakakuɗai; garai muruɗo rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sezvo Baba vakandida, neni ndakakudaiwo, zvino, chigarai murudo rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Baba sezvavakandida, neni ndakakudai; garai murudo rwangu.
Shona 2009?
Baba sezvavakandida, saizvozvovo ndakakudai; garai murudo rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Baba sezvavakandida, neni ndakakudai; garai murudo rwangu.