John 16:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanaɀo, ndeɀaŋgu; naiɀoɀo ndakati: Ucatora paneɀaŋgu, akakuparidzai iɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose zvaBaba ndezvangu. Ndokusaka ndakati Mweya achatora zvangu agozvizivisa kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvaBaba ndezvangu, ndokusaka ndati achatora zvandinenge ndataura achikutaurirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose baba zvavanazvo, ndezvangu; naizvozvo ndakati, achatora pane zvangu, achikuparidzai izvo.
Shona 2009?
Zvose Baba zvavanazvo, ndezvangu; saka ndichiti: Uchatora pane zvangu, akaratidza kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose Baba zvavanazvo, ndezvangu; naizvozvo ndakati, achatora pane zvangu, achikuparidzai izvo.