John 16:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti Ƃaɓa ʋamene ʋanokuɗai, nokuti makandiɗa ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kunaƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, Baba pachavo vanokudai nokuti makandida, uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti baba vemene vanokudai, nokuti makandida ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kuna baba.
Shona 2009?
nokuti Baba vamene vanokudai, nokuti imwi makandida, mukatenda, kuti ini ndakabva kunaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti Baba vemene vanokudai, nokuti makandida ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kuna Baba.