John 16:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakabva kunaƂaɓa, ndikaʋuya panyika; ndinobva ɀe panyika, ndicienda kunaƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakabva kuna Baba uye ndikapinda munyika; zvino ndava kusiya nyika uye ndava kudzokera kuna Baba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakabva kuna baba, ndikauya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kuna baba.”
Shona 2009?
Ndakabva kuna Baba, ndikavuya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kunaBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakabva kuna Baba, ndikauya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kuna Baba.”